×

Asi uyo anotyira murairi wenhaka kuti achabatirira vamwe (kurerekera divi) kana kuita 2:182 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Baqarah ⮕ (2:182) ayat 182 in Shona

2:182 Surah Al-Baqarah ayat 182 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Baqarah ayat 182 - البَقَرَة - Page - Juz 2

﴿فَمَنۡ خَافَ مِن مُّوصٖ جَنَفًا أَوۡ إِثۡمٗا فَأَصۡلَحَ بَيۡنَهُمۡ فَلَآ إِثۡمَ عَلَيۡهِۚ إِنَّ ٱللَّهَ غَفُورٞ رَّحِيمٞ ﴾
[البَقَرَة: 182]

Asi uyo anotyira murairi wenhaka kuti achabatirira vamwe (kurerekera divi) kana kuita zvakaipa, uyezve anobva aisa runyararo pakati pezvikwata izvi, hapana chitadzo kwaari. Zvirokwazvo, Allah ndivo vaneruregerero rwose, netsitsi dzose

❮ Previous Next ❯

ترجمة: فمن خاف من موص جنفا أو إثما فأصلح بينهم فلا إثم عليه, باللغة الشونا

﴿فمن خاف من موص جنفا أو إثما فأصلح بينهم فلا إثم عليه﴾ [البَقَرَة: 182]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek