×

Zvakaipa zvikuru zvavakazvitengesa nazvo pachavo, kuti vanofanira kusatenda kune zvakatumirwa naAllah (Qur’aan), 2:90 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Baqarah ⮕ (2:90) ayat 90 in Shona

2:90 Surah Al-Baqarah ayat 90 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Baqarah ayat 90 - البَقَرَة - Page - Juz 1

﴿بِئۡسَمَا ٱشۡتَرَوۡاْ بِهِۦٓ أَنفُسَهُمۡ أَن يَكۡفُرُواْ بِمَآ أَنزَلَ ٱللَّهُ بَغۡيًا أَن يُنَزِّلَ ٱللَّهُ مِن فَضۡلِهِۦ عَلَىٰ مَن يَشَآءُ مِنۡ عِبَادِهِۦۖ فَبَآءُو بِغَضَبٍ عَلَىٰ غَضَبٖۚ وَلِلۡكَٰفِرِينَ عَذَابٞ مُّهِينٞ ﴾
[البَقَرَة: 90]

Zvakaipa zvikuru zvavakazvitengesa nazvo pachavo, kuti vanofanira kusatenda kune zvakatumirwa naAllah (Qur’aan), riri godo rokudzikisa kwaAllah tsitsi dzavo kune wavanoda kuvaranda vavo. Nokudaro vakazvikokera hasha (dzaAllah) pamusoro pehasha. Uye vasingatendi vachawana chirango chinonyadzisa

❮ Previous Next ❯

ترجمة: بئسما اشتروا به أنفسهم أن يكفروا بما أنـزل الله بغيا أن ينـزل, باللغة الشونا

﴿بئسما اشتروا به أنفسهم أن يكفروا بما أنـزل الله بغيا أن ينـزل﴾ [البَقَرَة: 90]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek