×

Uye takavaita vatungamiriri vaitungamira vanhu nokuda kwedu, uye tikavakomekedza kuita mabasa akanaka, 21:73 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Anbiya’ ⮕ (21:73) ayat 73 in Shona

21:73 Surah Al-Anbiya’ ayat 73 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Anbiya’ ayat 73 - الأنبيَاء - Page - Juz 17

﴿وَجَعَلۡنَٰهُمۡ أَئِمَّةٗ يَهۡدُونَ بِأَمۡرِنَا وَأَوۡحَيۡنَآ إِلَيۡهِمۡ فِعۡلَ ٱلۡخَيۡرَٰتِ وَإِقَامَ ٱلصَّلَوٰةِ وَإِيتَآءَ ٱلزَّكَوٰةِۖ وَكَانُواْ لَنَا عَٰبِدِينَ ﴾
[الأنبيَاء: 73]

Uye takavaita vatungamiriri vaitungamira vanhu nokuda kwedu, uye tikavakomekedza kuita mabasa akanaka, kuita Swalaah (Minamato), uye kupa Zakaah (kupa Swadaqah kwevapfumi kuvarombo mushure kwegore), uye vainamata Isu (Allah) chete

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وجعلناهم أئمة يهدون بأمرنا وأوحينا إليهم فعل الخيرات وإقام الصلاة وإيتاء الزكاة, باللغة الشونا

﴿وجعلناهم أئمة يهدون بأمرنا وأوحينا إليهم فعل الخيرات وإقام الصلاة وإيتاء الزكاة﴾ [الأنبيَاء: 73]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek