×

Uye avo vasina tarisiro yekusangana nesu (avo vanoramba zuva rekutongwa) vakati: “Seiko 25:21 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Furqan ⮕ (25:21) ayat 21 in Shona

25:21 Surah Al-Furqan ayat 21 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Furqan ayat 21 - الفُرقَان - Page - Juz 19

﴿۞ وَقَالَ ٱلَّذِينَ لَا يَرۡجُونَ لِقَآءَنَا لَوۡلَآ أُنزِلَ عَلَيۡنَا ٱلۡمَلَٰٓئِكَةُ أَوۡ نَرَىٰ رَبَّنَاۗ لَقَدِ ٱسۡتَكۡبَرُواْ فِيٓ أَنفُسِهِمۡ وَعَتَوۡ عُتُوّٗا كَبِيرٗا ﴾
[الفُرقَان: 21]

Uye avo vasina tarisiro yekusangana nesu (avo vanoramba zuva rekutongwa) vakati: “Seiko ngirozi dzisingatumirwewo kwatiri? Kana seiko tisingaone Tenzi vedu?” Zvirokwazvo, vanofunga kuti ndivo vanhu vepamusoro, uye vanhu vakazadzwa nekuzvitutumadza

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وقال الذين لا يرجون لقاءنا لولا أنـزل علينا الملائكة أو نرى ربنا, باللغة الشونا

﴿وقال الذين لا يرجون لقاءنا لولا أنـزل علينا الملائكة أو نرى ربنا﴾ [الفُرقَان: 21]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek