×

“Zvirokwazvo, murikunamata zvidhori kunze kwaAllah, uye murikuwedzeredza manyepo. Zvirokwazvo, izvo zvamunonamata kunze 29:17 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-‘Ankabut ⮕ (29:17) ayat 17 in Shona

29:17 Surah Al-‘Ankabut ayat 17 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-‘Ankabut ayat 17 - العَنكبُوت - Page - Juz 20

﴿إِنَّمَا تَعۡبُدُونَ مِن دُونِ ٱللَّهِ أَوۡثَٰنٗا وَتَخۡلُقُونَ إِفۡكًاۚ إِنَّ ٱلَّذِينَ تَعۡبُدُونَ مِن دُونِ ٱللَّهِ لَا يَمۡلِكُونَ لَكُمۡ رِزۡقٗا فَٱبۡتَغُواْ عِندَ ٱللَّهِ ٱلرِّزۡقَ وَٱعۡبُدُوهُ وَٱشۡكُرُواْ لَهُۥٓۖ إِلَيۡهِ تُرۡجَعُونَ ﴾
[العَنكبُوت: 17]

“Zvirokwazvo, murikunamata zvidhori kunze kwaAllah, uye murikuwedzeredza manyepo. Zvirokwazvo, izvo zvamunonamata kunze kwaAllah hazvina kana nemasimba ekukupai raramo yenyu. Naizvozvo tsvakayi raramo yenyu kubva kuna Allah chete, uye vanamatei vari voga, uye mova munovatenda. Kwavari ndiko kwamuchadzorerwa.”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: إنما تعبدون من دون الله أوثانا وتخلقون إفكا إن الذين تعبدون من, باللغة الشونا

﴿إنما تعبدون من دون الله أوثانا وتخلقون إفكا إن الذين تعبدون من﴾ [العَنكبُوت: 17]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek