×

Uye takave tinomupa (Ibrahim (Abrahamu)), Ishaaq (Isaka) naYa’qoob (Jakobho), uye takave tinokomekedza 29:27 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-‘Ankabut ⮕ (29:27) ayat 27 in Shona

29:27 Surah Al-‘Ankabut ayat 27 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-‘Ankabut ayat 27 - العَنكبُوت - Page - Juz 20

﴿وَوَهَبۡنَا لَهُۥٓ إِسۡحَٰقَ وَيَعۡقُوبَ وَجَعَلۡنَا فِي ذُرِّيَّتِهِ ٱلنُّبُوَّةَ وَٱلۡكِتَٰبَ وَءَاتَيۡنَٰهُ أَجۡرَهُۥ فِي ٱلدُّنۡيَاۖ وَإِنَّهُۥ فِي ٱلۡأٓخِرَةِ لَمِنَ ٱلصَّٰلِحِينَ ﴾
[العَنكبُوت: 27]

Uye takave tinomupa (Ibrahim (Abrahamu)), Ishaaq (Isaka) naYa’qoob (Jakobho), uye takave tinokomekedza zvekare kuvana vake huporofita pamwe neMagwaro (Torah, Vhangeri neQur’aan), vose kubva kuvana vaIbrahim (Abrahamu), uye takave tinomupa mubairo wake pasi pano. Uye muzvirokwazvo, muupenyu hunotevera achange ari pamwe neavo vanoita mabasa akanaka

❮ Previous Next ❯

ترجمة: ووهبنا له إسحاق ويعقوب وجعلنا في ذريته النبوة والكتاب وآتيناه أجره في, باللغة الشونا

﴿ووهبنا له إسحاق ويعقوب وجعلنا في ذريته النبوة والكتاب وآتيناه أجره في﴾ [العَنكبُوت: 27]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek