×

Uye avo, kana vaita zvitadzo (hupombwe) kana kuzvitadzira pachavo nezvakaipa, vanorangarira Allah 3:135 Shona translation

Quran infoShonaSurah al-‘Imran ⮕ (3:135) ayat 135 in Shona

3:135 Surah al-‘Imran ayat 135 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah al-‘Imran ayat 135 - آل عِمران - Page - Juz 4

﴿وَٱلَّذِينَ إِذَا فَعَلُواْ فَٰحِشَةً أَوۡ ظَلَمُوٓاْ أَنفُسَهُمۡ ذَكَرُواْ ٱللَّهَ فَٱسۡتَغۡفَرُواْ لِذُنُوبِهِمۡ وَمَن يَغۡفِرُ ٱلذُّنُوبَ إِلَّا ٱللَّهُ وَلَمۡ يُصِرُّواْ عَلَىٰ مَا فَعَلُواْ وَهُمۡ يَعۡلَمُونَ ﴾
[آل عِمران: 135]

Uye avo, kana vaita zvitadzo (hupombwe) kana kuzvitadzira pachavo nezvakaipa, vanorangarira Allah uye vokumbira ruregerero pane zvitadzo zvavo; uye hapana anoregerera zvitadzo kunze kwaAllah, uye havaendereri mberi vachiita zvitadzo zvavakaiita, asi vachizviziva

❮ Previous Next ❯

ترجمة: والذين إذا فعلوا فاحشة أو ظلموا أنفسهم ذكروا الله فاستغفروا لذنوبهم ومن, باللغة الشونا

﴿والذين إذا فعلوا فاحشة أو ظلموا أنفسهم ذكروا الله فاستغفروا لذنوبهم ومن﴾ [آل عِمران: 135]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek