×

Iti: “Ndokuudzai here zvinhu zvakanaka zvinodarika izvi? Kune Al-Muttaqoon (vanoita mabasa akanaka) 3:15 Shona translation

Quran infoShonaSurah al-‘Imran ⮕ (3:15) ayat 15 in Shona

3:15 Surah al-‘Imran ayat 15 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah al-‘Imran ayat 15 - آل عِمران - Page - Juz 3

﴿۞ قُلۡ أَؤُنَبِّئُكُم بِخَيۡرٖ مِّن ذَٰلِكُمۡۖ لِلَّذِينَ ٱتَّقَوۡاْ عِندَ رَبِّهِمۡ جَنَّٰتٞ تَجۡرِي مِن تَحۡتِهَا ٱلۡأَنۡهَٰرُ خَٰلِدِينَ فِيهَا وَأَزۡوَٰجٞ مُّطَهَّرَةٞ وَرِضۡوَٰنٞ مِّنَ ٱللَّهِۗ وَٱللَّهُ بَصِيرُۢ بِٱلۡعِبَادِ ﴾
[آل عِمران: 15]

Iti: “Ndokuudzai here zvinhu zvakanaka zvinodarika izvi? Kune Al-Muttaqoon (vanoita mabasa akanaka) kune Minda (Paradhiso) kuna Tenzi vavo, pasi payo pane nzizi dzichierera. Vachave vanogaramo zvachose uye Az-waajun mutahharatun (varume kana vakadzi vakachenurwa). Uye nemufaro kubva kuna Allah. Uye Allah vanoona varanda (vavo).”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: قل أؤنبئكم بخير من ذلكم للذين اتقوا عند ربهم جنات تجري من, باللغة الشونا

﴿قل أؤنبئكم بخير من ذلكم للذين اتقوا عند ربهم جنات تجري من﴾ [آل عِمران: 15]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek