×

(Rangarirai) apo mukadzi waImraan akati: “Tenzi vangu! Ndave ndinotora mhiko kwamuri pane 3:35 Shona translation

Quran infoShonaSurah al-‘Imran ⮕ (3:35) ayat 35 in Shona

3:35 Surah al-‘Imran ayat 35 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah al-‘Imran ayat 35 - آل عِمران - Page - Juz 3

﴿إِذۡ قَالَتِ ٱمۡرَأَتُ عِمۡرَٰنَ رَبِّ إِنِّي نَذَرۡتُ لَكَ مَا فِي بَطۡنِي مُحَرَّرٗا فَتَقَبَّلۡ مِنِّيٓۖ إِنَّكَ أَنتَ ٱلسَّمِيعُ ٱلۡعَلِيمُ ﴾
[آل عِمران: 35]

(Rangarirai) apo mukadzi waImraan akati: “Tenzi vangu! Ndave ndinotora mhiko kwamuri pane (mwana) ari muchibereko changu kuti ndinomupira kubasa renyu, saka ivai munotambira izvi kubva kwandiri. Zvirokwazvo, munonzwa zvakanyanya, munoziva zvikuru.”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: إذ قالت امرأة عمران رب إني نذرت لك ما في بطني محررا, باللغة الشونا

﴿إذ قالت امرأة عمران رب إني نذرت لك ما في بطني محررا﴾ [آل عِمران: 35]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek