×

Uye iwe (Muhammad (SAW)) haungambotungamire mapofu kubva mukurasika kwavo, asi unongokwanisa chete 30:53 Shona translation

Quran infoShonaSurah Ar-Rum ⮕ (30:53) ayat 53 in Shona

30:53 Surah Ar-Rum ayat 53 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Ar-Rum ayat 53 - الرُّوم - Page - Juz 21

﴿وَمَآ أَنتَ بِهَٰدِ ٱلۡعُمۡيِ عَن ضَلَٰلَتِهِمۡۖ إِن تُسۡمِعُ إِلَّا مَن يُؤۡمِنُ بِـَٔايَٰتِنَا فَهُم مُّسۡلِمُونَ ﴾
[الرُّوم: 53]

Uye iwe (Muhammad (SAW)) haungambotungamire mapofu kubva mukurasika kwavo, asi unongokwanisa chete kuita kuti avo vanotenda mumicherechedzo yedu vanzwe, uye vanozvipira kuna Allah muIslaam

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وما أنت بهاد العمي عن ضلالتهم إن تسمع إلا من يؤمن بآياتنا, باللغة الشونا

﴿وما أنت بهاد العمي عن ضلالتهم إن تسمع إلا من يؤمن بآياتنا﴾ [الرُّوم: 53]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek