×

Zvirokwazvo, Allah vega ndivo vane ruzivo rwenguva. Vanotumidza mvura, uye vanoziva zviri 31:34 Shona translation

Quran infoShonaSurah Luqman ⮕ (31:34) ayat 34 in Shona

31:34 Surah Luqman ayat 34 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Luqman ayat 34 - لُقمَان - Page - Juz 21

﴿إِنَّ ٱللَّهَ عِندَهُۥ عِلۡمُ ٱلسَّاعَةِ وَيُنَزِّلُ ٱلۡغَيۡثَ وَيَعۡلَمُ مَا فِي ٱلۡأَرۡحَامِۖ وَمَا تَدۡرِي نَفۡسٞ مَّاذَا تَكۡسِبُ غَدٗاۖ وَمَا تَدۡرِي نَفۡسُۢ بِأَيِّ أَرۡضٖ تَمُوتُۚ إِنَّ ٱللَّهَ عَلِيمٌ خَبِيرُۢ ﴾
[لُقمَان: 34]

Zvirokwazvo, Allah vega ndivo vane ruzivo rwenguva. Vanotumidza mvura, uye vanoziva zviri mumimba (dzana amai). Uye hapana anoziva zvaachawana mangwana, uye hapana anoziva uko kwaachafira. Zvirokwazvo, Allah ndivo vanoziva zvizere (zvinhu zvose)

❮ Previous Next ❯

ترجمة: إن الله عنده علم الساعة وينـزل الغيث ويعلم ما في الأرحام وما, باللغة الشونا

﴿إن الله عنده علم الساعة وينـزل الغيث ويعلم ما في الأرحام وما﴾ [لُقمَان: 34]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek