×

Uye uchaona avo vanoita mabasa akaipa uye vasingatendi muhumwechete hwaAllah vachirembedza misoro 32:12 Shona translation

Quran infoShonaSurah As-Sajdah ⮕ (32:12) ayat 12 in Shona

32:12 Surah As-Sajdah ayat 12 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah As-Sajdah ayat 12 - السَّجدة - Page - Juz 21

﴿وَلَوۡ تَرَىٰٓ إِذِ ٱلۡمُجۡرِمُونَ نَاكِسُواْ رُءُوسِهِمۡ عِندَ رَبِّهِمۡ رَبَّنَآ أَبۡصَرۡنَا وَسَمِعۡنَا فَٱرۡجِعۡنَا نَعۡمَلۡ صَٰلِحًا إِنَّا مُوقِنُونَ ﴾
[السَّجدة: 12]

Uye uchaona avo vanoita mabasa akaipa uye vasingatendi muhumwechete hwaAllah vachirembedza misoro yavo pamberi paTenzi vavo vachiti: “Tenzi wedu! Tazviona nekunzwa. Saka titumirei zvekare panyika kuti tive tinoita mabasa akanaka. Zvirokwazvo, tave tinotenda zvizere.”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: ولو ترى إذ المجرمون ناكسوا رءوسهم عند ربهم ربنا أبصرنا وسمعنا فارجعنا, باللغة الشونا

﴿ولو ترى إذ المجرمون ناكسوا رءوسهم عند ربهم ربنا أبصرنا وسمعنا فارجعنا﴾ [السَّجدة: 12]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek