×

Uye vakapika naAllah mundudziro dzavo kuti kana muyambiri akauya kwavari, vachange vari 35:42 Shona translation

Quran infoShonaSurah FaTir ⮕ (35:42) ayat 42 in Shona

35:42 Surah FaTir ayat 42 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah FaTir ayat 42 - فَاطِر - Page - Juz 22

﴿وَأَقۡسَمُواْ بِٱللَّهِ جَهۡدَ أَيۡمَٰنِهِمۡ لَئِن جَآءَهُمۡ نَذِيرٞ لَّيَكُونُنَّ أَهۡدَىٰ مِنۡ إِحۡدَى ٱلۡأُمَمِۖ فَلَمَّا جَآءَهُمۡ نَذِيرٞ مَّا زَادَهُمۡ إِلَّا نُفُورًا ﴾
[فَاطِر: 42]

Uye vakapika naAllah mundudziro dzavo kuti kana muyambiri akauya kwavari, vachange vari vakatungamirirwa zvakanyanya kupinda avo vaivapo. Apo muyambiri (Muhammad (SAW)) paakauya kwavari, hapana kana chakawedzera pavari kusara kwekumhanyidzana (kubva pachokwadi)

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وأقسموا بالله جهد أيمانهم لئن جاءهم نذير ليكونن أهدى من إحدى الأمم, باللغة الشونا

﴿وأقسموا بالله جهد أيمانهم لئن جاءهم نذير ليكونن أهدى من إحدى الأمم﴾ [فَاطِر: 42]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek