×

Uye pazvinonzi kwavari: “Ipai kubva mune izvo zvamakapihwa naAllah,” avo vasingatendi vanoti 36:47 Shona translation

Quran infoShonaSurah Ya-Sin ⮕ (36:47) ayat 47 in Shona

36:47 Surah Ya-Sin ayat 47 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Ya-Sin ayat 47 - يسٓ - Page - Juz 23

﴿وَإِذَا قِيلَ لَهُمۡ أَنفِقُواْ مِمَّا رَزَقَكُمُ ٱللَّهُ قَالَ ٱلَّذِينَ كَفَرُواْ لِلَّذِينَ ءَامَنُوٓاْ أَنُطۡعِمُ مَن لَّوۡ يَشَآءُ ٱللَّهُ أَطۡعَمَهُۥٓ إِنۡ أَنتُمۡ إِلَّا فِي ضَلَٰلٖ مُّبِينٖ ﴾
[يسٓ: 47]

Uye pazvinonzi kwavari: “Ipai kubva mune izvo zvamakapihwa naAllah,” avo vasingatendi vanoti kune avo vanotenda: “Tingape kudya avo, dai Allah vaida, ivo (Allah pachezvavo) vaivapa chikafu? Zvirokwazvo, makarasika zviri pachena.”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وإذا قيل لهم أنفقوا مما رزقكم الله قال الذين كفروا للذين آمنوا, باللغة الشونا

﴿وإذا قيل لهم أنفقوا مما رزقكم الله قال الذين كفروا للذين آمنوا﴾ [يسٓ: 47]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek