×

Uye uchava unoona ngirozi dzakatenderedza Chigaro (chaAllah) kubva kumativi ose, dzichirumbidza rumidzo 39:75 Shona translation

Quran infoShonaSurah Az-Zumar ⮕ (39:75) ayat 75 in Shona

39:75 Surah Az-Zumar ayat 75 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Az-Zumar ayat 75 - الزُّمَر - Page - Juz 24

﴿وَتَرَى ٱلۡمَلَٰٓئِكَةَ حَآفِّينَ مِنۡ حَوۡلِ ٱلۡعَرۡشِ يُسَبِّحُونَ بِحَمۡدِ رَبِّهِمۡۚ وَقُضِيَ بَيۡنَهُم بِٱلۡحَقِّۚ وَقِيلَ ٱلۡحَمۡدُ لِلَّهِ رَبِّ ٱلۡعَٰلَمِينَ ﴾
[الزُّمَر: 75]

Uye uchava unoona ngirozi dzakatenderedza Chigaro (chaAllah) kubva kumativi ose, dzichirumbidza rumidzo yaTenzi wadzo. Uye vachatongwa pakati pavo nechokwadi (zvisikwa zvose). Uye zvichanzi: “Kurumbidzwa kose ngakuve kuna Allah, Tenzi wezvisikwa zvose (vanhu, maJinn nezvose zviripo).”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وترى الملائكة حافين من حول العرش يسبحون بحمد ربهم وقضي بينهم بالحق, باللغة الشونا

﴿وترى الملائكة حافين من حول العرش يسبحون بحمد ربهم وقضي بينهم بالحق﴾ [الزُّمَر: 75]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek