×

Uye uyo anoita mabasa akanaka, angava murume kana mukadzi, uye achitenda zvechokwadi 4:124 Shona translation

Quran infoShonaSurah An-Nisa’ ⮕ (4:124) ayat 124 in Shona

4:124 Surah An-Nisa’ ayat 124 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah An-Nisa’ ayat 124 - النِّسَاء - Page - Juz 5

﴿وَمَن يَعۡمَلۡ مِنَ ٱلصَّٰلِحَٰتِ مِن ذَكَرٍ أَوۡ أُنثَىٰ وَهُوَ مُؤۡمِنٞ فَأُوْلَٰٓئِكَ يَدۡخُلُونَ ٱلۡجَنَّةَ وَلَا يُظۡلَمُونَ نَقِيرٗا ﴾
[النِّسَاء: 124]

Uye uyo anoita mabasa akanaka, angava murume kana mukadzi, uye achitenda zvechokwadi (muhumwechete hwaAllah), vanhu vakadai (vanotenda) vachapinda Paradhiso uye havambodzvinyirirwe kunyangwe nepadiki pose pakafanana nezera rekanhu kadiki kari pamhodzi yemadheti

❮ Previous Next ❯

ترجمة: ومن يعمل من الصالحات من ذكر أو أنثى وهو مؤمن فأولئك يدخلون, باللغة الشونا

﴿ومن يعمل من الصالحات من ذكر أو أنثى وهو مؤمن فأولئك يدخلون﴾ [النِّسَاء: 124]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek