×

Uye takavagadzirira shamwari dzepedyo (vana satani pano panyika) idzo dzakavashongedzera zvaiva pamberi 41:25 Shona translation

Quran infoShonaSurah Fussilat ⮕ (41:25) ayat 25 in Shona

41:25 Surah Fussilat ayat 25 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Fussilat ayat 25 - فُصِّلَت - Page - Juz 24

﴿۞ وَقَيَّضۡنَا لَهُمۡ قُرَنَآءَ فَزَيَّنُواْ لَهُم مَّا بَيۡنَ أَيۡدِيهِمۡ وَمَا خَلۡفَهُمۡ وَحَقَّ عَلَيۡهِمُ ٱلۡقَوۡلُ فِيٓ أُمَمٖ قَدۡ خَلَتۡ مِن قَبۡلِهِم مِّنَ ٱلۡجِنِّ وَٱلۡإِنسِۖ إِنَّهُمۡ كَانُواْ خَٰسِرِينَ ﴾
[فُصِّلَت: 25]

Uye takavagadzirira shamwari dzepedyo (vana satani pano panyika) idzo dzakavashongedzera zvaiva pamberi pavo (mabasa erima) neizvo zvaiva mumashure mavo. Uye shoko raenzaniswa rakanangana navo sekuenzaniswa kwarakanga rakaitwa rakanangana nemadzinza akadarika kubva kumaJinn nevanhu vakadarika mushure mavo. Zvirokwazvo, vaiva vakarasikirwa

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وقيضنا لهم قرناء فزينوا لهم ما بين أيديهم وما خلفهم وحق عليهم, باللغة الشونا

﴿وقيضنا لهم قرناء فزينوا لهم ما بين أيديهم وما خلفهم وحق عليهم﴾ [فُصِّلَت: 25]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek