×

Uye uchavaona vachiunzwa kwariri (Gehena) vakazvininipisa nekuda kwekukudzikisrwa, vachitarisa zvinyoro-nyoro. Uye avo 42:45 Shona translation

Quran infoShonaSurah Ash-Shura ⮕ (42:45) ayat 45 in Shona

42:45 Surah Ash-Shura ayat 45 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Ash-Shura ayat 45 - الشُّوري - Page - Juz 25

﴿وَتَرَىٰهُمۡ يُعۡرَضُونَ عَلَيۡهَا خَٰشِعِينَ مِنَ ٱلذُّلِّ يَنظُرُونَ مِن طَرۡفٍ خَفِيّٖۗ وَقَالَ ٱلَّذِينَ ءَامَنُوٓاْ إِنَّ ٱلۡخَٰسِرِينَ ٱلَّذِينَ خَسِرُوٓاْ أَنفُسَهُمۡ وَأَهۡلِيهِمۡ يَوۡمَ ٱلۡقِيَٰمَةِۗ أَلَآ إِنَّ ٱلظَّٰلِمِينَ فِي عَذَابٖ مُّقِيمٖ ﴾
[الشُّوري: 45]

Uye uchavaona vachiunzwa kwariri (Gehena) vakazvininipisa nekuda kwekukudzikisrwa, vachitarisa zvinyoro-nyoro. Uye avo vanotenda vachati: “Zvirokwazvo, vakarasikirwa ndeavo vanorasikirwa pachavo pamwechete nemhuri dzavo pazuva rekutongwa. Zvirokwazvo, vatadzi (vange vasingatendi) vachave nemutongo usingaperi.”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وتراهم يعرضون عليها خاشعين من الذل ينظرون من طرف خفي وقال الذين, باللغة الشونا

﴿وتراهم يعرضون عليها خاشعين من الذل ينظرون من طرف خفي وقال الذين﴾ [الشُّوري: 45]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek