×

Naizvozvo chiziva (Muhammad (SAW)) kuti, Laa ilaaha illallaah (Hakuna mumwe mwari akafanira 47:19 Shona translation

Quran infoShonaSurah Muhammad ⮕ (47:19) ayat 19 in Shona

47:19 Surah Muhammad ayat 19 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Muhammad ayat 19 - مُحمد - Page - Juz 26

﴿فَٱعۡلَمۡ أَنَّهُۥ لَآ إِلَٰهَ إِلَّا ٱللَّهُ وَٱسۡتَغۡفِرۡ لِذَنۢبِكَ وَلِلۡمُؤۡمِنِينَ وَٱلۡمُؤۡمِنَٰتِۗ وَٱللَّهُ يَعۡلَمُ مُتَقَلَّبَكُمۡ وَمَثۡوَىٰكُمۡ ﴾
[مُحمد: 19]

Naizvozvo chiziva (Muhammad (SAW)) kuti, Laa ilaaha illallaah (Hakuna mumwe mwari akafanira kunamatwa kunze kwaAllah), uye kumbira ruregerero pazvitadzo zvako uye nezvevatendi varume nevakadzi. Uye Allah vanoziva kufamba kwenyu, uye nenzvimbo dzenyu dzekuzororera

❮ Previous Next ❯

ترجمة: فاعلم أنه لا إله إلا الله واستغفر لذنبك وللمؤمنين والمؤمنات والله يعلم, باللغة الشونا

﴿فاعلم أنه لا إله إلا الله واستغفر لذنبك وللمؤمنين والمؤمنات والله يعلم﴾ [مُحمد: 19]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek