×

Madzimambo kubva kuvanhu vaFarawo vakati: “Uchasiya here Musa nevanhu vake vachikonzera nyonga-nyonga 7:127 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-A‘raf ⮕ (7:127) ayat 127 in Shona

7:127 Surah Al-A‘raf ayat 127 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-A‘raf ayat 127 - الأعرَاف - Page - Juz 9

﴿وَقَالَ ٱلۡمَلَأُ مِن قَوۡمِ فِرۡعَوۡنَ أَتَذَرُ مُوسَىٰ وَقَوۡمَهُۥ لِيُفۡسِدُواْ فِي ٱلۡأَرۡضِ وَيَذَرَكَ وَءَالِهَتَكَۚ قَالَ سَنُقَتِّلُ أَبۡنَآءَهُمۡ وَنَسۡتَحۡيِۦ نِسَآءَهُمۡ وَإِنَّا فَوۡقَهُمۡ قَٰهِرُونَ ﴾
[الأعرَاف: 127]

Madzimambo kubva kuvanhu vaFarawo vakati: “Uchasiya here Musa nevanhu vake vachikonzera nyonga-nyonga panyika, uye vachisiya iwe nanamwari vako?” Akati: “Tichava tinouraya vanakomana vavo, uye tosiya vanasikana vavo, uye tine masimba asingatsiviki pamusoro pavo.”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وقال الملأ من قوم فرعون أتذر موسى وقومه ليفسدوا في الأرض ويذرك, باللغة الشونا

﴿وقال الملأ من قوم فرعون أتذر موسى وقومه ليفسدوا في الأرض ويذرك﴾ [الأعرَاف: 127]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek