×

Uye (rangarirai) patakakununurai kubva kune vanhu vaFarawo, avo vaikushungurudzai nemutongo wakaipisisa, vachiuraya 7:141 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-A‘raf ⮕ (7:141) ayat 141 in Shona

7:141 Surah Al-A‘raf ayat 141 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-A‘raf ayat 141 - الأعرَاف - Page - Juz 9

﴿وَإِذۡ أَنجَيۡنَٰكُم مِّنۡ ءَالِ فِرۡعَوۡنَ يَسُومُونَكُمۡ سُوٓءَ ٱلۡعَذَابِ يُقَتِّلُونَ أَبۡنَآءَكُمۡ وَيَسۡتَحۡيُونَ نِسَآءَكُمۡۚ وَفِي ذَٰلِكُم بَلَآءٞ مِّن رَّبِّكُمۡ عَظِيمٞ ﴾
[الأعرَاف: 141]

Uye (rangarirai) patakakununurai kubva kune vanhu vaFarawo, avo vaikushungurudzai nemutongo wakaipisisa, vachiuraya vanakomana venyu uye vachisiya vanasikana venyu vari vapenyu. Uye mazviri maive nemuedzo mukuru kubva kuna Tenzi venyu

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وإذ أنجيناكم من آل فرعون يسومونكم سوء العذاب يقتلون أبناءكم ويستحيون نساءكم, باللغة الشونا

﴿وإذ أنجيناكم من آل فرعون يسومونكم سوء العذاب يقتلون أبناءكم ويستحيون نساءكم﴾ [الأعرَاف: 141]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek