×

Iti (Muhammad (SAW)): “Tenzi vangu vakava vanokomekedza ruenzaniso uye (vakati) munofanira kutarisa 7:29 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-A‘raf ⮕ (7:29) ayat 29 in Shona

7:29 Surah Al-A‘raf ayat 29 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-A‘raf ayat 29 - الأعرَاف - Page - Juz 8

﴿قُلۡ أَمَرَ رَبِّي بِٱلۡقِسۡطِۖ وَأَقِيمُواْ وُجُوهَكُمۡ عِندَ كُلِّ مَسۡجِدٖ وَٱدۡعُوهُ مُخۡلِصِينَ لَهُ ٱلدِّينَۚ كَمَا بَدَأَكُمۡ تَعُودُونَ ﴾
[الأعرَاف: 29]

Iti (Muhammad (SAW)): “Tenzi vangu vakava vanokomekedza ruenzaniso uye (vakati) munofanira kutarisa ivo chete munzvimbo yose yekunamatira muminamato, uye mova munovakumbira (Allah) muchiita chitendero chavo chete. Sekukusikai kwavakaita pakutanga, muchava munodzoka kuupenyu (Pazuva Rekutongwa).”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: قل أمر ربي بالقسط وأقيموا وجوهكم عند كل مسجد وادعوه مخلصين له, باللغة الشونا

﴿قل أمر ربي بالقسط وأقيموا وجوهكم عند كل مسجد وادعوه مخلصين له﴾ [الأعرَاف: 29]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek