×

“Uye rangarirai pavakakuitai vatevedzeri mushure memaAad (vanhu verudzi rwemaAad) uye vakakupai pekugara 7:74 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-A‘raf ⮕ (7:74) ayat 74 in Shona

7:74 Surah Al-A‘raf ayat 74 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-A‘raf ayat 74 - الأعرَاف - Page - Juz 8

﴿وَٱذۡكُرُوٓاْ إِذۡ جَعَلَكُمۡ خُلَفَآءَ مِنۢ بَعۡدِ عَادٖ وَبَوَّأَكُمۡ فِي ٱلۡأَرۡضِ تَتَّخِذُونَ مِن سُهُولِهَا قُصُورٗا وَتَنۡحِتُونَ ٱلۡجِبَالَ بُيُوتٗاۖ فَٱذۡكُرُوٓاْ ءَالَآءَ ٱللَّهِ وَلَا تَعۡثَوۡاْ فِي ٱلۡأَرۡضِ مُفۡسِدِينَ ﴾
[الأعرَاف: 74]

“Uye rangarirai pavakakuitai vatevedzeri mushure memaAad (vanhu verudzi rwemaAad) uye vakakupai pekugara munyika, mukava munovaka dzimba mumabani, uye mukagadzira dzimba mumakomo. Naizvozvo rangarirai nyasha dzaAllah (makomborero aAllah), uye musave munotenderera muchikonzera huori panyika.”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: واذكروا إذ جعلكم خلفاء من بعد عاد وبوأكم في الأرض تتخذون من, باللغة الشونا

﴿واذكروا إذ جعلكم خلفاء من بعد عاد وبوأكم في الأرض تتخذون من﴾ [الأعرَاف: 74]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek