×

Vatungamiriri veavo vakanga vachizvitutumadza kubva muvanhu vake vakati kune avo vainge vasina 7:75 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-A‘raf ⮕ (7:75) ayat 75 in Shona

7:75 Surah Al-A‘raf ayat 75 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-A‘raf ayat 75 - الأعرَاف - Page - Juz 8

﴿قَالَ ٱلۡمَلَأُ ٱلَّذِينَ ٱسۡتَكۡبَرُواْ مِن قَوۡمِهِۦ لِلَّذِينَ ٱسۡتُضۡعِفُواْ لِمَنۡ ءَامَنَ مِنۡهُمۡ أَتَعۡلَمُونَ أَنَّ صَٰلِحٗا مُّرۡسَلٞ مِّن رَّبِّهِۦۚ قَالُوٓاْ إِنَّا بِمَآ أُرۡسِلَ بِهِۦ مُؤۡمِنُونَ ﴾
[الأعرَاف: 75]

Vatungamiriri veavo vakanga vachizvitutumadza kubva muvanhu vake vakati kune avo vainge vasina simba, kune avo vaitenda: “Munozviziva here kuti Swaalih ave anotumwa naTenzi vake?” Vakati: “Zvirokwazvo, tinotenda muneizvo zvaakatumwa nazvo.”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: قال الملأ الذين استكبروا من قومه للذين استضعفوا لمن آمن منهم أتعلمون, باللغة الشونا

﴿قال الملأ الذين استكبروا من قومه للذين استضعفوا لمن آمن منهم أتعلمون﴾ [الأعرَاف: 75]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek