×

Madzimambo eavo vaizvitutumadza kubva muvanhu vake vakati: “Zvirokwazvo, tichakudzinga, iwe Shuaib, pamwechete 7:88 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-A‘raf ⮕ (7:88) ayat 88 in Shona

7:88 Surah Al-A‘raf ayat 88 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-A‘raf ayat 88 - الأعرَاف - Page - Juz 9

﴿۞ قَالَ ٱلۡمَلَأُ ٱلَّذِينَ ٱسۡتَكۡبَرُواْ مِن قَوۡمِهِۦ لَنُخۡرِجَنَّكَ يَٰشُعَيۡبُ وَٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ مَعَكَ مِن قَرۡيَتِنَآ أَوۡ لَتَعُودُنَّ فِي مِلَّتِنَاۚ قَالَ أَوَلَوۡ كُنَّا كَٰرِهِينَ ﴾
[الأعرَاف: 88]

Madzimambo eavo vaizvitutumadza kubva muvanhu vake vakati: “Zvirokwazvo, tichakudzinga, iwe Shuaib, pamwechete neavo vakatenda newe kubva mudhorobha redu, kana kuti zvirokwazvo muchava munodzokera kuchitendero chedu.” Akati: “Kunyange tichizvivenga?”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: قال الملأ الذين استكبروا من قومه لنخرجنك ياشعيب والذين آمنوا معك من, باللغة الشونا

﴿قال الملأ الذين استكبروا من قومه لنخرجنك ياشعيب والذين آمنوا معك من﴾ [الأعرَاف: 88]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek