×

Zvirokwazvo, avo vasingatendi vanoshandisa hupfumi hwavo kudzivirira (vanhu) kufamba munzira yaAllah, uye 8:36 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Anfal ⮕ (8:36) ayat 36 in Shona

8:36 Surah Al-Anfal ayat 36 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Anfal ayat 36 - الأنفَال - Page - Juz 9

﴿إِنَّ ٱلَّذِينَ كَفَرُواْ يُنفِقُونَ أَمۡوَٰلَهُمۡ لِيَصُدُّواْ عَن سَبِيلِ ٱللَّهِۚ فَسَيُنفِقُونَهَا ثُمَّ تَكُونُ عَلَيۡهِمۡ حَسۡرَةٗ ثُمَّ يُغۡلَبُونَۗ وَٱلَّذِينَ كَفَرُوٓاْ إِلَىٰ جَهَنَّمَ يُحۡشَرُونَ ﴾
[الأنفَال: 36]

Zvirokwazvo, avo vasingatendi vanoshandisa hupfumi hwavo kudzivirira (vanhu) kufamba munzira yaAllah, uye vacharamba vachiushandisa, asi mhedzisiro yacho huchava musengwa kwavari. Uye vachakurirwa, uye avo vasingatendi kuGehena ndiko kwavachaunganidzwa

❮ Previous Next ❯

ترجمة: إن الذين كفروا ينفقون أموالهم ليصدوا عن سبيل الله فسينفقونها ثم تكون, باللغة الشونا

﴿إن الذين كفروا ينفقون أموالهم ليصدوا عن سبيل الله فسينفقونها ثم تكون﴾ [الأنفَال: 36]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek