×

Kuitira kuti Allah vagosiyanisa vakaipa (vasingatendi uye vanoita zvakaipa) kubva mune vakanaka 8:37 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Anfal ⮕ (8:37) ayat 37 in Shona

8:37 Surah Al-Anfal ayat 37 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Anfal ayat 37 - الأنفَال - Page - Juz 9

﴿لِيَمِيزَ ٱللَّهُ ٱلۡخَبِيثَ مِنَ ٱلطَّيِّبِ وَيَجۡعَلَ ٱلۡخَبِيثَ بَعۡضَهُۥ عَلَىٰ بَعۡضٖ فَيَرۡكُمَهُۥ جَمِيعٗا فَيَجۡعَلَهُۥ فِي جَهَنَّمَۚ أُوْلَٰٓئِكَ هُمُ ٱلۡخَٰسِرُونَ ﴾
[الأنفَال: 37]

Kuitira kuti Allah vagosiyanisa vakaipa (vasingatendi uye vanoita zvakaipa) kubva mune vakanaka (vanotenda muIslaam uye vanoita zvakanaka), uye vagoisa vaipi, umwe pamusoro peumwe, vovaunganidza pamwechete, uye vovakanda muGehena. Ivavo, ndivo vanhu vakarasikirwa

❮ Previous Next ❯

ترجمة: ليميز الله الخبيث من الطيب ويجعل الخبيث بعضه على بعض فيركمه جميعا, باللغة الشونا

﴿ليميز الله الخبيث من الطيب ويجعل الخبيث بعضه على بعض فيركمه جميعا﴾ [الأنفَال: 37]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek