×

Madzishe aisatenda pakati pevanhu vake akati: “Tinokuona asi semunhu akangofanana nesu, uye 11:27 Shona translation

Quran infoShonaSurah Hud ⮕ (11:27) ayat 27 in Shona

11:27 Surah Hud ayat 27 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Hud ayat 27 - هُود - Page - Juz 12

﴿فَقَالَ ٱلۡمَلَأُ ٱلَّذِينَ كَفَرُواْ مِن قَوۡمِهِۦ مَا نَرَىٰكَ إِلَّا بَشَرٗا مِّثۡلَنَا وَمَا نَرَىٰكَ ٱتَّبَعَكَ إِلَّا ٱلَّذِينَ هُمۡ أَرَاذِلُنَا بَادِيَ ٱلرَّأۡيِ وَمَا نَرَىٰ لَكُمۡ عَلَيۡنَا مِن فَضۡلِۭ بَلۡ نَظُنُّكُمۡ كَٰذِبِينَ ﴾
[هُود: 27]

Madzishe aisatenda pakati pevanhu vake akati: “Tinokuona asi semunhu akangofanana nesu, uye hationi vanokutevera vari kunze kweavo vasina maturo pakati pedu uye vasina kufunga. Uye hationi mauri muine chiremekedzo chinopfuura isu, asi pachokwadi tinokuona semunyepi.”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: فقال الملأ الذين كفروا من قومه ما نراك إلا بشرا مثلنا وما, باللغة الشونا

﴿فقال الملأ الذين كفروا من قومه ما نراك إلا بشرا مثلنا وما﴾ [هُود: 27]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek