×

Kunyange ukashuvira (Muhammad (SAW)) kutungamirwa kwavo, zvirokwazvo, Allah havatungamiriri avo vanoita kuti 16:37 Shona translation

Quran infoShonaSurah An-Nahl ⮕ (16:37) ayat 37 in Shona

16:37 Surah An-Nahl ayat 37 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah An-Nahl ayat 37 - النَّحل - Page - Juz 14

﴿إِن تَحۡرِصۡ عَلَىٰ هُدَىٰهُمۡ فَإِنَّ ٱللَّهَ لَا يَهۡدِي مَن يُضِلُّۖ وَمَا لَهُم مِّن نَّٰصِرِينَ ﴾
[النَّحل: 37]

Kunyange ukashuvira (Muhammad (SAW)) kutungamirwa kwavo, zvirokwazvo, Allah havatungamiriri avo vanoita kuti varasike (kana kuti hapana anokwanisa kutungamirira uyo Allah wavanoita kuti arasike). Uye vachange vasina vabatsiri

❮ Previous Next ❯

ترجمة: إن تحرص على هداهم فإن الله لا يهدي من يضل وما لهم, باللغة الشونا

﴿إن تحرص على هداهم فإن الله لا يهدي من يضل وما لهم﴾ [النَّحل: 37]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek