×

Iti (Muhammad (SAW)): “Zvirokwazvo, ndiri munhu semi. Zvakadzikiswa kwandiri kuti Mwari wenyu 18:110 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Kahf ⮕ (18:110) ayat 110 in Shona

18:110 Surah Al-Kahf ayat 110 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Kahf ayat 110 - الكَهف - Page - Juz 16

﴿قُلۡ إِنَّمَآ أَنَا۠ بَشَرٞ مِّثۡلُكُمۡ يُوحَىٰٓ إِلَيَّ أَنَّمَآ إِلَٰهُكُمۡ إِلَٰهٞ وَٰحِدٞۖ فَمَن كَانَ يَرۡجُواْ لِقَآءَ رَبِّهِۦ فَلۡيَعۡمَلۡ عَمَلٗا صَٰلِحٗا وَلَا يُشۡرِكۡ بِعِبَادَةِ رَبِّهِۦٓ أَحَدَۢا ﴾
[الكَهف: 110]

Iti (Muhammad (SAW)): “Zvirokwazvo, ndiri munhu semi. Zvakadzikiswa kwandiri kuti Mwari wenyu ndiMwari mumwechete. Naizvozvo uyo anoshuvira kusangana naTenzi vake, ngaaite mabasa akanaka, uye ngaasasanganise umwe mukunamata Tenzi vake.”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: قل إنما أنا بشر مثلكم يوحى إلي أنما إلهكم إله واحد فمن, باللغة الشونا

﴿قل إنما أنا بشر مثلكم يوحى إلي أنما إلهكم إله واحد فمن﴾ [الكَهف: 110]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek