×

Mhombwe yechirume hairoori umwe kusarawo kwemhombwe yechikadzi kana uyo asingatendi (anosanganisa Allah 24:3 Shona translation

Quran infoShonaSurah An-Nur ⮕ (24:3) ayat 3 in Shona

24:3 Surah An-Nur ayat 3 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah An-Nur ayat 3 - النور - Page - Juz 18

﴿ٱلزَّانِي لَا يَنكِحُ إِلَّا زَانِيَةً أَوۡ مُشۡرِكَةٗ وَٱلزَّانِيَةُ لَا يَنكِحُهَآ إِلَّا زَانٍ أَوۡ مُشۡرِكٞۚ وَحُرِّمَ ذَٰلِكَ عَلَى ٱلۡمُؤۡمِنِينَ ﴾
[النور: 3]

Mhombwe yechirume hairoori umwe kusarawo kwemhombwe yechikadzi kana uyo asingatendi (anosanganisa Allah nezvimwe mukuvanamata). Uye mhombwe yechikadzi hairoorwi kusara kwekuti yaroorwa nemhombwe yechirume kana uyo asingatendi. Uye izvi (kuroora mhombwe) zvinorambidzwa kune avo vanotenda (muIslaam)

❮ Previous Next ❯

ترجمة: الزاني لا ينكح إلا زانية أو مشركة والزانية لا ينكحها إلا زان, باللغة الشونا

﴿الزاني لا ينكح إلا زانية أو مشركة والزانية لا ينكحها إلا زان﴾ [النور: 3]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek