×

Uye vanopika naAllah kupika kwavo kwakasimba (kwechokwadi), kuti zvirokwazvo kana ukavaudza zvokuita, 24:53 Shona translation

Quran infoShonaSurah An-Nur ⮕ (24:53) ayat 53 in Shona

24:53 Surah An-Nur ayat 53 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah An-Nur ayat 53 - النور - Page - Juz 18

﴿۞ وَأَقۡسَمُواْ بِٱللَّهِ جَهۡدَ أَيۡمَٰنِهِمۡ لَئِنۡ أَمَرۡتَهُمۡ لَيَخۡرُجُنَّۖ قُل لَّا تُقۡسِمُواْۖ طَاعَةٞ مَّعۡرُوفَةٌۚ إِنَّ ٱللَّهَ خَبِيرُۢ بِمَا تَعۡمَلُونَ ﴾
[النور: 53]

Uye vanopika naAllah kupika kwavo kwakasimba (kwechokwadi), kuti zvirokwazvo kana ukavaudza zvokuita, vanobuda vari pamberi (munzira yaAllah). Taura kuti: “Musapika, kuteerera uku kunozivikanwa (ndekwe manyepo). Zvirokwazvo, Allah vanoziva zvose zvamunoita.”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وأقسموا بالله جهد أيمانهم لئن أمرتهم ليخرجن قل لا تقسموا طاعة معروفة, باللغة الشونا

﴿وأقسموا بالله جهد أيمانهم لئن أمرتهم ليخرجن قل لا تقسموا طاعة معروفة﴾ [النور: 53]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek