×

Saka kwakauya kwaari mumwe wevakadzi achifamba achinyara akati: “Zvirokwazvo, baba vangu vari 28:25 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Qasas ⮕ (28:25) ayat 25 in Shona

28:25 Surah Al-Qasas ayat 25 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Qasas ayat 25 - القَصَص - Page - Juz 20

﴿فَجَآءَتۡهُ إِحۡدَىٰهُمَا تَمۡشِي عَلَى ٱسۡتِحۡيَآءٖ قَالَتۡ إِنَّ أَبِي يَدۡعُوكَ لِيَجۡزِيَكَ أَجۡرَ مَا سَقَيۡتَ لَنَاۚ فَلَمَّا جَآءَهُۥ وَقَصَّ عَلَيۡهِ ٱلۡقَصَصَ قَالَ لَا تَخَفۡۖ نَجَوۡتَ مِنَ ٱلۡقَوۡمِ ٱلظَّٰلِمِينَ ﴾
[القَصَص: 25]

Saka kwakauya kwaari mumwe wevakadzi achifamba achinyara akati: “Zvirokwazvo, baba vangu vari kukushevedza kuti vagokupa mubairo wako nokutipa kwawaita mvura (zvipfuwo zvedu). Saka paakaenda kwavari uye atsanangudza rungano, vakati: “Usatya. Wapunyuka kubva kuvanhu vakaipa.”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: فجاءته إحداهما تمشي على استحياء قالت إن أبي يدعوك ليجزيك أجر ما, باللغة الشونا

﴿فجاءته إحداهما تمشي على استحياء قالت إن أبي يدعوك ليجزيك أجر ما﴾ [القَصَص: 25]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek