×

Uye usave unoshungurudzika (Muhammad (SAW)) neavo vanomhanyira kusatenda; zvirokwazvo, havambofi vakakuvadza Allah 3:176 Shona translation

Quran infoShonaSurah al-‘Imran ⮕ (3:176) ayat 176 in Shona

3:176 Surah al-‘Imran ayat 176 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah al-‘Imran ayat 176 - آل عِمران - Page - Juz 4

﴿وَلَا يَحۡزُنكَ ٱلَّذِينَ يُسَٰرِعُونَ فِي ٱلۡكُفۡرِۚ إِنَّهُمۡ لَن يَضُرُّواْ ٱللَّهَ شَيۡـٔٗاۚ يُرِيدُ ٱللَّهُ أَلَّا يَجۡعَلَ لَهُمۡ حَظّٗا فِي ٱلۡأٓخِرَةِۖ وَلَهُمۡ عَذَابٌ عَظِيمٌ ﴾
[آل عِمران: 176]

Uye usave unoshungurudzika (Muhammad (SAW)) neavo vanomhanyira kusatenda; zvirokwazvo, havambofi vakakuvadza Allah nepadiki pose. Allah havamboshuviri kuvapa chidimbu chehupenyu (hwakanaka) hwamangwana. Asi vachawana marwadzo makuru

❮ Previous Next ❯

ترجمة: ولا يحزنك الذين يسارعون في الكفر إنهم لن يضروا الله شيئا يريد, باللغة الشونا

﴿ولا يحزنك الذين يسارعون في الكفر إنهم لن يضروا الله شيئا يريد﴾ [آل عِمران: 176]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek