×

Zvirokwazvo, avo vakarega kutenda uye vakafa vasingatendi, nyika yakazara negoridhe haizombotambirwi kubva 3:91 Shona translation

Quran infoShonaSurah al-‘Imran ⮕ (3:91) ayat 91 in Shona

3:91 Surah al-‘Imran ayat 91 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah al-‘Imran ayat 91 - آل عِمران - Page - Juz 3

﴿إِنَّ ٱلَّذِينَ كَفَرُواْ وَمَاتُواْ وَهُمۡ كُفَّارٞ فَلَن يُقۡبَلَ مِنۡ أَحَدِهِم مِّلۡءُ ٱلۡأَرۡضِ ذَهَبٗا وَلَوِ ٱفۡتَدَىٰ بِهِۦٓۗ أُوْلَٰٓئِكَ لَهُمۡ عَذَابٌ أَلِيمٞ وَمَا لَهُم مِّن نَّٰصِرِينَ ﴾
[آل عِمران: 91]

Zvirokwazvo, avo vakarega kutenda uye vakafa vasingatendi, nyika yakazara negoridhe haizombotambirwi kubva kuna ani nani pakati pavo kunyangwe vaipa senzira yekuzvinunura nayo. Avo vachawana chirango chinorwadza zvikuru uye vachange vasina vabatsiri

❮ Previous Next ❯

ترجمة: إن الذين كفروا وماتوا وهم كفار فلن يقبل من أحدهم ملء الأرض, باللغة الشونا

﴿إن الذين كفروا وماتوا وهم كفار فلن يقبل من أحدهم ملء الأرض﴾ [آل عِمران: 91]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek