×

Iti: “Imi vanhu vakapihwa Gwaro (maJudha nemaKristu)! Sei muchidzivirira uyo anotenda kubva 3:99 Shona translation

Quran infoShonaSurah al-‘Imran ⮕ (3:99) ayat 99 in Shona

3:99 Surah al-‘Imran ayat 99 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah al-‘Imran ayat 99 - آل عِمران - Page - Juz 4

﴿قُلۡ يَٰٓأَهۡلَ ٱلۡكِتَٰبِ لِمَ تَصُدُّونَ عَن سَبِيلِ ٱللَّهِ مَنۡ ءَامَنَ تَبۡغُونَهَا عِوَجٗا وَأَنتُمۡ شُهَدَآءُۗ وَمَا ٱللَّهُ بِغَٰفِلٍ عَمَّا تَعۡمَلُونَ ﴾
[آل عِمران: 99]

Iti: “Imi vanhu vakapihwa Gwaro (maJudha nemaKristu)! Sei muchidzivirira uyo anotenda kubva munzira yaAllah, muchida kuti ive yakatsveyama, asi muri vapupuri (kuti Islaam chitendero chaAllah uye Muhammad (SAW) mutumwa wavo)? Uye Allah vanoziva zvamunoita.”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: قل ياأهل الكتاب لم تصدون عن سبيل الله من آمن تبغونها عوجا, باللغة الشونا

﴿قل ياأهل الكتاب لم تصدون عن سبيل الله من آمن تبغونها عوجا﴾ [آل عِمران: 99]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek