×

Uye ndivo vane rumbidzo mumatenga nepanyika; uye panguva dzemasikati (nekuita munamato weAsr) 30:18 Shona translation

Quran infoShonaSurah Ar-Rum ⮕ (30:18) ayat 18 in Shona

30:18 Surah Ar-Rum ayat 18 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Ar-Rum ayat 18 - الرُّوم - Page - Juz 21

﴿وَلَهُ ٱلۡحَمۡدُ فِي ٱلسَّمَٰوَٰتِ وَٱلۡأَرۡضِ وَعَشِيّٗا وَحِينَ تُظۡهِرُونَ ﴾
[الرُّوم: 18]

Uye ndivo vane rumbidzo mumatenga nepanyika; uye panguva dzemasikati (nekuita munamato weAsr) nepanguva apo pamunopinda masikati (nekuita munamato weDhuhr). (Ibn Abbaas vakati: “Iyi ndiyo minamato mishanu inokomekedzwa pazuva vanhu vakaungana irikutaurwa muQur’aan).”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وله الحمد في السموات والأرض وعشيا وحين تظهرون, باللغة الشونا

﴿وله الحمد في السموات والأرض وعشيا وحين تظهرون﴾ [الرُّوم: 18]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek