×

Uye ingadai Allah vakada kurwadzisa (kuranga) vanhu zvichienderana nemabasa avo, vaisambosiya kana 35:45 Shona translation

Quran infoShonaSurah FaTir ⮕ (35:45) ayat 45 in Shona

35:45 Surah FaTir ayat 45 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah FaTir ayat 45 - فَاطِر - Page - Juz 22

﴿وَلَوۡ يُؤَاخِذُ ٱللَّهُ ٱلنَّاسَ بِمَا كَسَبُواْ مَا تَرَكَ عَلَىٰ ظَهۡرِهَا مِن دَآبَّةٖ وَلَٰكِن يُؤَخِّرُهُمۡ إِلَىٰٓ أَجَلٖ مُّسَمّٗىۖ فَإِذَا جَآءَ أَجَلُهُمۡ فَإِنَّ ٱللَّهَ كَانَ بِعِبَادِهِۦ بَصِيرَۢا ﴾
[فَاطِر: 45]

Uye ingadai Allah vakada kurwadzisa (kuranga) vanhu zvichienderana nemabasa avo, vaisambosiya kana chii zvacho chinorarama pano panyika. Asi vanovaregerera (vanovasiya) kusvikira nguva yakatarwa yasvika. Uye kana nguva yavo ichinge yasvika, zvirokwazvo Allah vanoona zvizere varanda vavo

❮ Previous Next ❯

ترجمة: ولو يؤاخذ الله الناس بما كسبوا ما ترك على ظهرها من دابة, باللغة الشونا

﴿ولو يؤاخذ الله الناس بما كسبوا ما ترك على ظهرها من دابة﴾ [فَاطِر: 45]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek