×

Naizvozvo vakapedzisa kuzvisika (se) matenga nanomwe mumazuva maviri vakava vanoudza denga roga 41:12 Shona translation

Quran infoShonaSurah Fussilat ⮕ (41:12) ayat 12 in Shona

41:12 Surah Fussilat ayat 12 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Fussilat ayat 12 - فُصِّلَت - Page - Juz 24

﴿فَقَضَىٰهُنَّ سَبۡعَ سَمَٰوَاتٖ فِي يَوۡمَيۡنِ وَأَوۡحَىٰ فِي كُلِّ سَمَآءٍ أَمۡرَهَاۚ وَزَيَّنَّا ٱلسَّمَآءَ ٱلدُّنۡيَا بِمَصَٰبِيحَ وَحِفۡظٗاۚ ذَٰلِكَ تَقۡدِيرُ ٱلۡعَزِيزِ ٱلۡعَلِيمِ ﴾
[فُصِّلَت: 12]

Naizvozvo vakapedzisa kuzvisika (se) matenga nanomwe mumazuva maviri vakava vanoudza denga roga roga mabasa aro (nyaya dzaro). Uye takashongedza denga repedyo (nepasi) nemarambi (nyeredzi) kuti dzive shongezo pamwechete nechengetedzo (kubva kuna vana satani). Uku ndiko kutara kwaSamasimba, Muzivi hwezvose

❮ Previous Next ❯

ترجمة: فقضاهن سبع سموات في يومين وأوحى في كل سماء أمرها وزينا السماء, باللغة الشونا

﴿فقضاهن سبع سموات في يومين وأوحى في كل سماء أمرها وزينا السماء﴾ [فُصِّلَت: 12]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek