×

Uye rangarira (Hud) mukoma wemaAad, apo akatsiura vanhu muAl-Ahqaaf (dzimba dzavaigadzira mumakomo 46:21 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Ahqaf ⮕ (46:21) ayat 21 in Shona

46:21 Surah Al-Ahqaf ayat 21 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Ahqaf ayat 21 - الأحقَاف - Page - Juz 26

﴿۞ وَٱذۡكُرۡ أَخَا عَادٍ إِذۡ أَنذَرَ قَوۡمَهُۥ بِٱلۡأَحۡقَافِ وَقَدۡ خَلَتِ ٱلنُّذُرُ مِنۢ بَيۡنِ يَدَيۡهِ وَمِنۡ خَلۡفِهِۦٓ أَلَّا تَعۡبُدُوٓاْ إِلَّا ٱللَّهَ إِنِّيٓ أَخَافُ عَلَيۡكُمۡ عَذَابَ يَوۡمٍ عَظِيمٖ ﴾
[الأحقَاف: 21]

Uye rangarira (Hud) mukoma wemaAad, apo akatsiura vanhu muAl-Ahqaaf (dzimba dzavaigadzira mumakomo muArabia). Uye zvirokwazvo kwange kwadarika vayambiri mushure make uye mberi kwake (vachiti): “Musanamata chimwe chinhu kunze kwaAllah; zvirokwazvo, ndinokutyirai kubva kumutongo wezuva guru (zuva rokumutswa).”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: واذكر أخا عاد إذ أنذر قومه بالأحقاف وقد خلت النذر من بين, باللغة الشونا

﴿واذكر أخا عاد إذ أنذر قومه بالأحقاف وقد خلت النذر من بين﴾ [الأحقَاف: 21]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek