×

Zvirokwazvo, avo vasingatendi kubva muvanhu veBhuku (maJudha nemaKristu) nemaMushrikoon (avo vanonamata zvidori, 98:6 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Bayyinah ⮕ (98:6) ayat 6 in Shona

98:6 Surah Al-Bayyinah ayat 6 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Bayyinah ayat 6 - البَينَة - Page - Juz 30

﴿إِنَّ ٱلَّذِينَ كَفَرُواْ مِنۡ أَهۡلِ ٱلۡكِتَٰبِ وَٱلۡمُشۡرِكِينَ فِي نَارِ جَهَنَّمَ خَٰلِدِينَ فِيهَآۚ أُوْلَٰٓئِكَ هُمۡ شَرُّ ٱلۡبَرِيَّةِ ﴾
[البَينَة: 6]

Zvirokwazvo, avo vasingatendi kubva muvanhu veBhuku (maJudha nemaKristu) nemaMushrikoon (avo vanonamata zvidori, kana kuti Allah vachivasanganisa nezvimwe zvinhu) vachange vari mumoto weGehena vachigara imomo. Vanhu vakadaro ndivo zvisikwa zvakashata

❮ Previous Next ❯

ترجمة: إن الذين كفروا من أهل الكتاب والمشركين في نار جهنم خالدين فيها, باللغة الشونا

﴿إن الذين كفروا من أهل الكتاب والمشركين في نار جهنم خالدين فيها﴾ [البَينَة: 6]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek