×

Zvirokwazvo, avo vakauya nemanyepo (vachipomera Aishah (RA) mukadzi wamutumwa Muhammad (SAW)) iboka 24:11 Shona translation

Quran infoShonaSurah An-Nur ⮕ (24:11) ayat 11 in Shona

24:11 Surah An-Nur ayat 11 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah An-Nur ayat 11 - النور - Page - Juz 18

﴿إِنَّ ٱلَّذِينَ جَآءُو بِٱلۡإِفۡكِ عُصۡبَةٞ مِّنكُمۡۚ لَا تَحۡسَبُوهُ شَرّٗا لَّكُمۖ بَلۡ هُوَ خَيۡرٞ لَّكُمۡۚ لِكُلِّ ٱمۡرِيٕٖ مِّنۡهُم مَّا ٱكۡتَسَبَ مِنَ ٱلۡإِثۡمِۚ وَٱلَّذِي تَوَلَّىٰ كِبۡرَهُۥ مِنۡهُمۡ لَهُۥ عَذَابٌ عَظِيمٞ ﴾
[النور: 11]

Zvirokwazvo, avo vakauya nemanyepo (vachipomera Aishah (RA) mukadzi wamutumwa Muhammad (SAW)) iboka riri pakati penyu. Musafunge kuti zvakakuipirai, asi zvakakunakirai. Munhu wese pakati pavo ane zvaachawana kubva kuchivi. Uye uyo pakati pavo akaita chidimbu chikuru (mumanyepo Abdullah ibn Ubayy), achawana mutongo mukuru (marwadzo makuru)

❮ Previous Next ❯

ترجمة: إن الذين جاءوا بالإفك عصبة منكم لا تحسبوه شرا لكم بل هو, باللغة الشونا

﴿إن الذين جاءوا بالإفك عصبة منكم لا تحسبوه شرا لكم بل هو﴾ [النور: 11]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek