×

Avo vasingatendi vanoti: “Nguva (yekutongwa) haiuye kwatiri.” Taura: “Hongu! Ndinopika naTenzi vangu, 34:3 Shona translation

Quran infoShonaSurah Saba’ ⮕ (34:3) ayat 3 in Shona

34:3 Surah Saba’ ayat 3 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Saba’ ayat 3 - سَبإ - Page - Juz 22

﴿وَقَالَ ٱلَّذِينَ كَفَرُواْ لَا تَأۡتِينَا ٱلسَّاعَةُۖ قُلۡ بَلَىٰ وَرَبِّي لَتَأۡتِيَنَّكُمۡ عَٰلِمِ ٱلۡغَيۡبِۖ لَا يَعۡزُبُ عَنۡهُ مِثۡقَالُ ذَرَّةٖ فِي ٱلسَّمَٰوَٰتِ وَلَا فِي ٱلۡأَرۡضِ وَلَآ أَصۡغَرُ مِن ذَٰلِكَ وَلَآ أَكۡبَرُ إِلَّا فِي كِتَٰبٖ مُّبِينٖ ﴾
[سَبإ: 3]

Avo vasingatendi vanoti: “Nguva (yekutongwa) haiuye kwatiri.” Taura: “Hongu! Ndinopika naTenzi vangu, muzivi wezvisingaoneki, ichauya kwamuri. Hapana kanhu kadiki pauremu kana kurema kushoma kune ikako kana kukura kukadarika chingatiza ruzivo rwavo mumatenga kana pasi, asi kuti chiri mugwaro rakajeka (Al-Lauh Al-Mahfoodh).”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وقال الذين كفروا لا تأتينا الساعة قل بلى وربي لتأتينكم عالم الغيب, باللغة الشونا

﴿وقال الذين كفروا لا تأتينا الساعة قل بلى وربي لتأتينكم عالم الغيب﴾ [سَبإ: 3]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek