×

(Ivo vatumwa) vakati: “(Munyama) Zviitiko zvenyu zvakaipa zvinemi! (Munochishevedza kuti “chiitiko chakaipa 36:19 Shona translation

Quran infoShonaSurah Ya-Sin ⮕ (36:19) ayat 19 in Shona

36:19 Surah Ya-Sin ayat 19 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Ya-Sin ayat 19 - يسٓ - Page - Juz 22

﴿قَالُواْ طَٰٓئِرُكُم مَّعَكُمۡ أَئِن ذُكِّرۡتُمۚ بَلۡ أَنتُمۡ قَوۡمٞ مُّسۡرِفُونَ ﴾
[يسٓ: 19]

(Ivo vatumwa) vakati: “(Munyama) Zviitiko zvenyu zvakaipa zvinemi! (Munochishevedza kuti “chiitiko chakaipa (munyama)”) nekuti murikueuchidzwa? Asi muri vanhu vanotyora mirairo yaAllah (muchiita mhando dzose dzezvitadzo zvikuru uye nekusateerera Allah).”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: قالوا طائركم معكم أإن ذكرتم بل أنتم قوم مسرفون, باللغة الشونا

﴿قالوا طائركم معكم أإن ذكرتم بل أنتم قوم مسرفون﴾ [يسٓ: 19]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek