×

Uye avo vasingatendi (vane simba nehupfumi) vanoti kune avo vanotenda (varombo vasina 46:11 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Ahqaf ⮕ (46:11) ayat 11 in Shona

46:11 Surah Al-Ahqaf ayat 11 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Ahqaf ayat 11 - الأحقَاف - Page - Juz 26

﴿وَقَالَ ٱلَّذِينَ كَفَرُواْ لِلَّذِينَ ءَامَنُواْ لَوۡ كَانَ خَيۡرٗا مَّا سَبَقُونَآ إِلَيۡهِۚ وَإِذۡ لَمۡ يَهۡتَدُواْ بِهِۦ فَسَيَقُولُونَ هَٰذَآ إِفۡكٞ قَدِيمٞ ﴾
[الأحقَاف: 11]

Uye avo vasingatendi (vane simba nehupfumi) vanoti kune avo vanotenda (varombo vasina simba): “Dai change chakanaka (chitendero che Islaam), vangadai (varombo vasina simba) vasina kutitangira kwachiri!” Uye kana vasina kutungamirwa nacho, vanoti: “Aya ndiwo manyepo ekare!”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وقال الذين كفروا للذين آمنوا لو كان خيرا ما سبقونا إليه وإذ, باللغة الشونا

﴿وقال الذين كفروا للذين آمنوا لو كان خيرا ما سبقونا إليه وإذ﴾ [الأحقَاف: 11]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek