القرآن باللغة الشونا - سورة القارعة مترجمة إلى اللغة الشونا، Surah Qariah in Shona. نوفر ترجمة دقيقة سورة القارعة باللغة الشونا - Shona, الآيات 11 - رقم السورة 101 - الصفحة 600.

| الْقَارِعَةُ (1) Nguva yokuparadzwa (zuva rokumutswa) |
| مَا الْقَارِعَةُ (2) Chii chinonzi nguva yokuparadzwa |
| وَمَا أَدْرَاكَ مَا الْقَارِعَةُ (3) Uye chii chichakuita kuti uzive kuti nguva yokuparadzwa chii |
| يَوْمَ يَكُونُ النَّاسُ كَالْفَرَاشِ الْمَبْثُوثِ (4) Izuva iro vachange vakaita sokunge shave-shave dzakapararira |
| وَتَكُونُ الْجِبَالُ كَالْعِهْنِ الْمَنفُوشِ (5) Uye makomo achaita sokunge shinda (wuru) yakaparadzirwa |
| فَأَمَّا مَن ثَقُلَتْ مَوَازِينُهُ (6) Asi kune uyo huremu hwemabasa ake (akanaka) huchange huchirema |
| فَهُوَ فِي عِيشَةٍ رَّاضِيَةٍ (7) Achagara hupenyu hunofadza (kuJannah) |
| وَأَمَّا مَنْ خَفَّتْ مَوَازِينُهُ (8) Asi kune uyo huremu hwemabasa ake achange asingaremi |
| فَأُمُّهُ هَاوِيَةٌ (9) Achawana imba yake iri Haawiya (gomba, Gehena) |
| وَمَا أَدْرَاكَ مَا هِيَهْ (10) Uye chii chichakuita kuti uzive kuti chii |
| نَارٌ حَامِيَةٌ (11) Imoto unovirima (viriri remoto) |