القرآن باللغة الشونا - سورة الناس مترجمة إلى اللغة الشونا، Surah An Nas in Shona. نوفر ترجمة دقيقة سورة الناس باللغة الشونا - Shona, الآيات 6 - رقم السورة 114 - الصفحة 604.
قُلْ أَعُوذُ بِرَبِّ النَّاسِ (1) Iti: “Ndinotsvaga kuchengetedzwa na(Allah), Tenzi wevanhu |
مَلِكِ النَّاسِ (2) Mambo wevanhu |
إِلَٰهِ النَّاسِ (3) Mwari wevanhu |
مِن شَرِّ الْوَسْوَاسِ الْخَنَّاسِ (4) Kubva kuhuipi hwemuzevezeri (Satani anozevezera mumoyo yevanhu), uye obva (kubva mukuzevezera kwake mumoyo wemunhu mushure mokunge afunga Allah) |
الَّذِي يُوَسْوِسُ فِي صُدُورِ النَّاسِ (5) Uyo anozevezera muzvipfuva zvevanhu |
مِنَ الْجِنَّةِ وَالنَّاسِ (6) Kubva kumaJinn (Zvisikwa zvakasikwa nemoto) nevanhu.” |