القرآن باللغة الشونا - سورة الكافرون مترجمة إلى اللغة الشونا، Surah Kafirun in Shona. نوفر ترجمة دقيقة سورة الكافرون باللغة الشونا - Shona, الآيات 6 - رقم السورة 109 - الصفحة 603.
قُلْ يَا أَيُّهَا الْكَافِرُونَ (1) Iti (Iwe Muhammad (SAW)): “Imi vasingatendi (muna Allah, muhumwechete wavo, ngirozi dzavo, Mabhuku avo, vatumwa vavo, muzuva rekutongwa, uye kuti zvose zvinoitika nokuda kwavo (Allah) |
لَا أَعْبُدُ مَا تَعْبُدُونَ (2) Ini handinamati izvo zvamunonamata |
وَلَا أَنتُمْ عَابِدُونَ مَا أَعْبُدُ (3) Uye imi hamunamati zvandinonamata |
وَلَا أَنَا عَابِدٌ مَّا عَبَدتُّمْ (4) Uye ini handizombonamati zvamunonamata |
وَلَا أَنتُمْ عَابِدُونَ مَا أَعْبُدُ (5) Uye imi hamuzombonamati izvo zvandinonamata |
لَكُمْ دِينُكُمْ وَلِيَ دِينِ (6) Kwamuri mune chitendero chenyu, uye ini kwandiri ndine chitendero changu.” |