القرآن باللغة الشونا - سورة الشرح مترجمة إلى اللغة الشونا، Surah Sharh in Shona. نوفر ترجمة دقيقة سورة الشرح باللغة الشونا - Shona, الآيات 8 - رقم السورة 94 - الصفحة 596.
أَلَمْ نَشْرَحْ لَكَ صَدْرَكَ (1) Hatina here kukuvhura chipfuva chako (Iwe Muhammad (SAW) |
وَوَضَعْنَا عَنكَ وِزْرَكَ (2) Uye tikabvisa kubva kwauri misengwa yako |
الَّذِي أَنقَضَ ظَهْرَكَ (3) Iyo yairemera musana wako (yaidzikisira chimiro chako) |
وَرَفَعْنَا لَكَ ذِكْرَكَ (4) Uye tikasimudzira kuzivikanwa kwako |
فَإِنَّ مَعَ الْعُسْرِ يُسْرًا (5) Zvirokwazvo, pane matambudziko pane kugarika |
إِنَّ مَعَ الْعُسْرِ يُسْرًا (6) Zvirokwazvo, pane matambudziko pane kugarika |
فَإِذَا فَرَغْتَ فَانصَبْ (7) Naizvozvo kana wapedza (basa rako), zvipire (kuna Allah uchivanamata) |
وَإِلَىٰ رَبِّكَ فَارْغَب (8) Uye kuna Tenzi vako zvipire nekuvimba kwako kwose |