القرآن باللغة الشونا - سورة الإخلاص مترجمة إلى اللغة الشونا، Surah Ikhlas in Shona. نوفر ترجمة دقيقة سورة الإخلاص باللغة الشونا - Shona, الآيات 4 - رقم السورة 112 - الصفحة 604.

| قُلْ هُوَ اللَّهُ أَحَدٌ (1) Iti (Iwe Muhammad (SAW)): “NdiAllah, Vamwechete | 
| اللَّهُ الصَّمَدُ (2) Allah vanodiwa nezvisikwa zvose (asi ivo hapana chavanoda) | 
| لَمْ يَلِدْ وَلَمْ يُولَدْ (3) Havabereki vana, kuti ivo havana kuberekwa | 
| وَلَمْ يَكُن لَّهُ كُفُوًا أَحَدٌ (4) Hakuna mumwe akafanana navo kana kuti kuenzaniswa navo.” |